Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.” Ipapo murume uya akati, “Ishe, ndinotenda,” akabva amunamata. Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.”
Johani 9:37-39
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo