Asi zvino munozvikudza uye mune manyawi. Kuzvikudza kwakadaro kwakaipa. Ani naani, zvino, anoziva zvakanaka zvaanofanira kuita akasazviita, ari kutadza.
Jakobho 4:16-17
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo