Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero. Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wouchenjeri newokunzwisisa, mweya wokurayira nowesimba, mweya wokuziva newokutya Jehovha
Isaya 11:1-2
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo