Akamutora akamubudisa panze akati, “Tarisa kumusoro kumatenga uye uverenge nyeredzi uone zvirokwazvo kana ukakwanisa kudziverenga.” Ipapo akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.” Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake.
Genesisi 15:5-6
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo