Iye watine dzikunuro maari kubudikidza neropa rake, iko kuregererwa kwezvivi, zviri maererano nokupfuma kwenyasha dzaMwari dzaakawanza pamusoro pedu nouchenjeri hwose uye nokunzwisisa kwose.
VaEfeso 1:7-8
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo