muchivonga ivo Baba, vakaita kuti mukodzere kugovana nhaka yavatsvene muumambo hwechiedza. Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda
VaKorose 1:12-13
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo