Farai nguva dzose; rambai muchinyengetera; vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu. Musadzima moto woMweya; musazvidza zviprofita. Edzai zvinhu zvose. Batirirai kune zvakanaka. Regai zvakaipa zvose.
1 VaTesaronika 5:16-22
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo