Bhaibheri App iyi ndeyemahara, isina zvekushambadza uye haina zvinotengeswa mairi. Wana app
Mapisarema neZvirevo

372 Mazuva
MaPisarema NaZvirevo ndeye chirongwa chakagadzirwa ku YouVersion.com kuti chikubatsire kuverenga bhuku reMaPisarema kaviri neZvirevo makumi maviri.Chirongwa ichi chine chinangwa chekuti chiverengwe mugore rimwe chete.
Chirongwa ichi chakagadzirwa neve YouVersion.Kana muchida kuzivawo zvimwe nekuona zvimwe zvinyorwa,tapota shanyirai: www.youversion.com
Zvirongwa zvakada kufanana neichi

Testamende Yekare – Vaporofita Vakuru

Tsamba dzemuTestamende Itsva naMabasa

Mavhangeri

Hurongwa Hwekuverenga Bhuku rimwechete panguva imwechete hweDiscipleship Journal

Robert Roberts

Verenga Kuburikidza neTestament Itsva

Mapisarema neZvirevo mumazuva makumi matatu nerimwe

Tesitamende yekare
