Zefania 3:4
Zefania 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vaprofita vavo vanozvikudza; vanhu vanonyengera. Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsvene uye vanoputsa murayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3Zefania 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3Zefania 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 3