Zekaria 6:4
Zekaria 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Zviiko izvi, ishe wangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6Zekaria 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi, ishe wangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6Zekaria 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6