Zekaria 6:3
Zekaria 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
yechitatu ine machena uye yechina ine mapfumbu, ose aiva nesimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6Zekaria 6:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ngoro yechitatu mabhiza machena, ngoro yechina mabhiza mapfumbu ane simba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6Zekaria 6:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
yetatu yacho iina mabhiza machena. Ngoro yehondo yechina yaiva namabhiza mapfumbu, ano chaiwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 6