Zekaria 6:13
Zekaria 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiye achavaka temberi yaJehovha, uye achapfekedzwa ukuru agogara achitonga pachigaro chake. Uye achava muprista pachigaro chake. Uye pachava norugare pakati pezviviri izvi.’
Zekaria 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndiye achavaka temberi yaJehovha; iye achava noumambo, uye achagara pachigaro chake achibata ushe; achava mupristi pachigaro chake choushe; rangano yorugare ichava pakati pavo ivo vaviri.
Zekaria 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye ndiye achavaka Temberi yaTENZI uye achawana chiremera choumambo uye achagara pachigaro choumambo achitonga. Pachava nomupristi pedyo nechigaro chake choumambo vachiwirirana vachinzwisisana kwazvo pauviri hwavo.’
Zekaria 6:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ndiye ucaʋaka tembere yaJehova; iye ucaʋa noʋumambo, ʋuye ucagara pacigaro cake aciɓata ʋushe; ucaʋa muprista pacigaro cake coʋushe; raŋgano yorugare icaʋa pakati paʋo iʋo ʋaʋiri.
Zekaria 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)