Zekaria 4:6
Zekaria 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka akati kwandiri, “Iri ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri: ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi nomweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4Zekaria 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akapindura, akataura neni, achiti, “Ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri, rinoti, ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi noMweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4Zekaria 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akabva anditi, “Herino shoko raTENZI rinonangana naZerubhabhero rinoti: ‘Hazviitwi zvehondo kana zvechisimba asi naMweya wangu, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 4