Zekaria 13:7
Zekaria 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Muka, iwe munondo, urwise mufudzi, urwise munhu ari pedyo neni!” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Rova mufudzi, makwai agopararira, uye ndichasimudza ruoko rwangu kuti rurwise madiki acho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Muka, iwe munondo, urwe nomufudzi wangu, uye munhu shamwari yangu, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo; rova mufudzi, makwai agoparadzirwa; ini ndichatambanudzira ruoko rwangu kuvaduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI wehondo nehondo anoti, “Muka iwe bakatwa umukire mufudzi wangu umukire akabatana neni, rova mufudzi, hwai dzipararire. Hwayana dzacho ndichadzisimudzira shamhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13