Zekaria 13:4
Zekaria 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Pazuva iro muprofita mumwe nomumwe achanyara nokuda kwechiratidzo chechiprofita chake. Haangazopfeki nguo yemvere yomuprofita kuti anyengere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nezuva iro vaporofita vachanyadziswa mumwe nomumwe nechaanoona, kana achiporofita, havangapfeki nguo yemvere vachiti tinonyengera vanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva iroro muporofita ari wose achanyara nezvaanooneswa paanenge achiporofita. Haazopfeki zijari rine mvere rokunyengedza naro vanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13