Zekaria 13:1
Zekaria 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nezuva iro imba yaDhavhidhi navagere Jerusaremu vachadziurirwa tsime, rokusuka zvivi netsvina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13Zekaria 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Panguva iyoyo imba yaDhavhidhi navagari veJerusaremu vachazarurirwa chisipiti chokuvashambidza zvitadzo zvavo nokun'ora kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 13