Zekaria 11:17
Zekaria 11:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unenhamo mufudzi usinamaturo, unosiya makwai! Munondo ucatema ruʋoko rwake neziso rake rorudyi; ruʋoko rwake rucawoma cose, ʋuye ziso rake rorudyi ricaȿiɓirwa cose.
Zekaria 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ane nhamo mufudzi asina maturo anosiya makwai! Munondo ngaubaye ruoko rwake uye neziso rake rokurudyi! Ruoko rwake ngaruome zvachose, ziso rake rokurudyi ripofumadzwe zvachose!”
Zekaria 11:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ane nhamo mufudzi asina maturo, anosiya makwai! Munondo uchatema ruoko rwake neziso rake rorudyi; ruoko rwake ruchaoma chose, uye ziso rake rorudyi richasvibirwa chose.”
Zekaria 11:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ane nhamo, mufudzi wangu, mufudzi asina maturo anotiza danga rezvipfuwo. Bakatwa ngaribaye ruoko rwake, neziso rake rorudyi. Ruoko rwake ngarubva rwanyatsoti rukutu. Ziso rake rorudyi ribve ranyatsopofomara.”
Zekaria 11:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unenhamo mufudzi usinamaturo, unosiya makwai! Munondo ucatema ruʋoko rwake neziso rake rorudyi; ruʋoko rwake rucawoma cose, ʋuye ziso rake rorudyi ricaȿiɓirwa cose.
Zekaria 11:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)