Zekaria 1:1
Zekaria 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1Zekaria 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1Zekaria 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zekaria 1