Tito 3:5
Tito 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akatiponesa, kwete nokuda kwezvinhu zvakarurama zvatakaita, asi nokuda kwetsitsi dzake. Akatiponesa kubudikidza nokuberekwa patsva nokuvandudzwa noMweya Mutsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatiponesa, asingazviiti nokuda kwamabasa akarurama, atakanga taita isu, asi nokuda kwenyasha dzake, nenzira yokushambidzwa kwokuberekwa kutsva nokuvandudzwa naMweya Mutsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akatinunura kwete nezvatakaita isu muururami asi pamusana pengoni dzake nokushambidzwa kokuzvarwa patsva
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3