Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tito 3:1 - Compare All Versions

Tito 3:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uyeuchidze vanhu kuti vazviise pasi pavatongi navane simba, kuti vave vanoteerera, kuti vave vanhu vakagadzirira kuita zvose zvakanaka

Pakurirana nevamwe
Tito 3 BDSC

Tito 3:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Uvayeuchidze kuti vazviise pasi pavabati navane simba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa ose akanaka

Pakurirana nevamwe
Tito 3 SNA2002

Tito 3:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Yeuchidza vanhu ivavo kuti vazviise pasi pavatongi navabati venyika kuti vave vanhu vanoteerera uye kuti vave vakagadzirira kuita basa ripi neripi zvaro rakanaka

Pakurirana nevamwe
Tito 3 SCLBD

Tito 3:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Uʋayeʋudzire kuti ʋaɀiise pasi paʋaɓati naʋanesimba, kuti ʋaterere, kuti ʋaʋe ʋanhu ʋakaɀigadzira kuɓata maɓasa ose akanaka

Pakurirana nevamwe
Tito 3 SUB1949

Tito 3:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Yeuchidza vanhu ivavo kuti vazviise pasi pavatongi navabati venyika kuti vave vanhu vanoteerera uye kuti vave vakagadzirira kuita basa ripi neripi zvaro rakanaka

Pakurirana nevamwe
Tito 3 SCLB