Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tito 2:8 - Compare All Versions

Tito 2:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye nokutaura kwakarurama kusingagoni kushorwa, kuitira kuti vaya vanokupikisa vanyadziswe nokuti havana chinhu chavangareva pamusoro pedu.

Pakurirana nevamwe
Tito 2 BDSC

Tito 2:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

nokutaura kwakarurama, kusingagoni kushoorwa, kuti anopesana nesu anyadziswe, asina chinhu chakaipa chaangareva pamusoro pedu.

Pakurirana nevamwe
Tito 2 SNA2002

Tito 2:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nechidzidziso chakakwana chisina chingatsoropodzwe kuti vanopikisana newe vanyare vasina chakaipa chavangataure nezvedu.

Pakurirana nevamwe
Tito 2 SCLBD

Tito 2:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

nokutaura kwakarurama, kusiŋgagoni kushoʋorwa, kuti unopesana nesu anyadziswe, asinecinhu cakaipa caaŋgareʋa pamsoro peɗu.

Pakurirana nevamwe
Tito 2 SUB1949

Tito 2:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nechidzidziso chakakwana chisina chingatsoropodzwe kuti vanopikisana newe vanyare vasina chakaipa chavangataure nezvedu.

Pakurirana nevamwe
Tito 2 SCLB