Tito 2:3
Tito 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saizvozvowo, dzidzisa vakadzi vakuru kuti vave nomufambiro wakafanira, vasingacheri, kana kuda waini zhinji, asi kuti vadzidzise zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2Tito 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
saizvozvowo vakadzi vakuru, ngavave nomufambire wakafanira vatsvene, vasingacheri, kana kuda waini zhinji, asi vave vadzidzisi vezvakanaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2Tito 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Taurira vakadzi vakuru kuti vave vakatsiga vasina makuhwa kana kuva varanda vedoro; vanofanira kudzidzisa zvinhu zvakanaka, nenzira iyoyo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2