Tito 2:12
Tito 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dzinotidzidzisa kuti tirambe zvinhu zvisina umwari nokuchiva kwenyika, uye tirarame upenyu hwokuzvidzora, hwokururama uye hwoumwari munguva ino
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2Tito 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
dzichitidzidzisa isu kuti tirambe kusanamata Mwari nokuchiva zvenyika, tirarame nokungwara, nokururama, nokunamata Mwari panguva ino
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2Tito 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
dzichitidzidzisa kusiyana nezvisina chitendero nehavi dzezvenyika uye kuti tigare upenyu hokuzvibata huri pachokwadi hune chitendero panyika pano
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 2