Tito 1:8 - Compare All Versions
Tito 1:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi anoitira vaeni rudo, munhu anoda zvakanaka, anozvidzora, akarurama, mutsvene uye anozvibata.
Pakurirana nevamwe
Tito 1 BDSCTito 1:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi anoitira vaeni rudo, anoda zvakanaka, akachenjera, akarurama, mutsvene, anozvidzora
Pakurirana nevamwe
Tito 1 SNA2002Tito 1:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi anofanira kuva munhu anogamuchira vaenzi zvakanaka nomunhu anoda zvakanaka ane hunhu akamira pachokwadi, mutsvene anozvibata.
Pakurirana nevamwe
Tito 1 SCLBDTito 1:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
asi unoitira ʋaeni ruɗo, unoɗa ɀakanaka, wakacenjera, wakarurama, mutsene, unoɀidzora
Pakurirana nevamwe
Tito 1 SUB1949Tito 1:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi anofanira kuva munhu anogamuchira vaenzi zvakanaka nomunhu anoda zvakanaka ane hunhu akamira pachokwadi, mutsvene anozvibata.
Pakurirana nevamwe
Tito 1 SCLB