Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 - Compare All Versions
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handei mudiwa wangu, uite semhara kana setsvana pamusoro pamakomo azere zvinonhuhwira.
Pakurirana nevamwe
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8 BDSCRwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumidza, mudiwa wangu, Uve semharapara kana mwana wenondo Pamusoro pamakomo ezvinonhuwira.
Pakurirana nevamwe
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8 SNA2002Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mhanya mudiwa wangu uite semhara kana setsvana yemhene pamakomo etwokubikisa tunonhuwirira.
Pakurirana nevamwe
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8 SCLBDRwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kurumidza, muɗiwa waŋgu, Uʋe semharapara kana mŋana wenondo Pamsoro pamakomo eɀinonhuwira.
Pakurirana nevamwe
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8 SUB1949Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhanya mudiwa wangu uite semhara kana setsvana yemhene pamakomo etwokubikisa tunonhuwirira.
Pakurirana nevamwe
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8 SCLB