Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usiku hwose ndiri pamubhedha wangu ndakatsvaka uyo anodiwa nomwoyo wangu; ndakamutsvaka asi handina kumuwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usiku, ndiri panhoo dzangu, Ndakamutsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usiku ndiri pauriri hwangu pfungwa dzangu dzaiva kumudiwa wangu ndaingomutsvaka asi handina kumuona, ndakamudaidza asi haana kudavira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3