Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:13
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muonde wobereka michero yawo yokutanga; uye mizambiringa yotunga maruva ayo anonhuhwira kwazvo. Simuka, uya, mudiwa wangu; munakunaku wangu, uya tiende tose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muonde woibvisa maonde awo mambishi, Uye midzambiringa yotunga maruva; Yobudisa kunhuwira kwawo; Simuka, shamwari yangu, akanaka wangu huya!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muonde wavakubereka maonde, migirepisi yava namaruva ari kunhuwirira. Simuka chido chemwoyo wangu uya zvako tsvarakadenga yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2