Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:10
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mudiwa wangu akataura kwandiri akati, “Simuka, mudiwa wangu, iwe munakunaku wangu, uya tiende tose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mudiwa wangu akataura, akati kwandiri, “Simuka, shamwari yangu, akanaka wangu, huya!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mudiwa wangu hoyo wotaura achinditi: “Simuka chido chemwoyo wangu iwe tsvarakadenga yangu uuye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2