Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Rute 4:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Rute 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Bhoazi akatora vakuru veguta gumi akati kwavari, “Garai pano apa,” ivo vakaita saizvozvo.

Pakurirana nevamwe
Rute 4 BDSC

Rute 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akatora varume gumi kuvakuru veguta, akati, “Garai pasi pano.” Ivo vakagara pasi.

Pakurirana nevamwe
Rute 4 SNA2002

Rute 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akatora ʋarume ʋanegumi kuʋakuru ʋeguta, akati: Garai pasi pano. Iʋo ʋakagara pasi.

Pakurirana nevamwe
Rute 4 SUB1949

Rute 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Bhoazi akatora vakuru vakuru gumi vomuguta iri akavati, “Ngatimbogarai dare pano apa.” Vakagara pasi zvavo.

Pakurirana nevamwe
Rute 4 SCLB

Rute 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Bhoazi akatora vakuru vakuru gumi vomuguta iri akavati, “Ngatimbogarai dare pano apa.” Vakagara pasi zvavo.

Pakurirana nevamwe
Rute 4 SCLBD