Rute 4:13
Rute 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Bhoazi akatora Rute akava mukadzi wake. Zvino akapinda kwaari Jehovha akamuita kuti abate pamuviri, iye akabereka mwanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 4Rute 4:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Bhoazi akawana Rute, akava mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehovha akamutoresa mimba, akapona mwanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 4Rute 4:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Bhoazi akatora Rute akagara nhaka yacho. Akapinda mumba naye, Tenzi akamubatsira akava napamuviri akabereka mwana mukomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 4