Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Rute 2:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Rute 2:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naomi akati kuna Rute muroora wake, “Zvichava zvakanaka kwauri mwanangu, kuti uende navasikana vake, nokuti ukaenda mumunda womumwe ungazokanganiswa.”

Pakurirana nevamwe
Rute 2 BDSC

Rute 2:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.”

Pakurirana nevamwe
Rute 2 SNA2002

Rute 2:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naome akati kunaRute, mukadzi womŋana wake: Ɀakanaka mŋana waŋgu, kuti uende naʋasikana ʋake, urege kuʋonekwa kunomumŋe munda.

Pakurirana nevamwe
Rute 2 SUB1949

Rute 2:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”

Pakurirana nevamwe
Rute 2 SCLB

Rute 2:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”

Pakurirana nevamwe
Rute 2 SCLBD