Rute 1:6
Rute 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naomi paakanga achiri muMoabhu, akanzwa kuti Jehovha akazoshanyira vanhu vake akavapa zvokudya, iye navaroora vake vakagadzirira kudzokera kumusha vachibva ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1Rute 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akasimuka navakadzi vavana vake, achida kubva kunyika yaMoabhu; nokuti wakanga anzwa achiri panyika yaMoabhu, kuti Jehovha wakarangarira vanhu vake, akavapa zvokudya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1Rute 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naomi navaroora vake vakagadzirira zvokudzokera kuti vachibva zvavo munyika yeMoabhu nokuti vari munyika yeMoabhu imomo vakanzwa zvichinzi Tenzi akanga azoshanyira vanhu vake akavawanisa chokudya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1