Svetukira kuzviri mukati

Rute 1:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Rute 1:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Murume uyu ainzi Erimereki, mukadzi wake achinzi Naomi, uye mazita avanakomana vake vaviri aiva Maroni naKirioni. Vaiva vaEfurata vaibva kuBheterehema Judha. Uye vakaenda kuMoabhu vakagarako.

Rute 1 BDSC

Rute 1:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zita romurume rakanga riri Erimereki, nezita romukadzi wake Naomi; mazita avanakomana vake vaviri aiva Maroni naKirioni, vaEfurata veBheterehemu-judha. Ivo vakasvika panyika yaMoabhu, vakagarako.

Rute 1 SNA2002

Rute 1:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Zita romurume rakaŋga riri Erimereki, nezita romukadzi wake Naome; mazita aʋanakomana ʋake ʋaʋiri aiʋa Maroni naKirioni, ʋaEfrata ʋeBeti‐rehemi‐juda. Iʋo ʋakaȿika panyika yaMoabi, ʋakagara’ko.

Rute 1 SUB1949

Rute 1:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Murume uyu ainzi Erimereki, mukadzi wake achinzi Naomi, vana vake vachinzi Mahironi naKirioni. Vaiva vemhuri yekwaEfurati, vokuBheterehemu rokwaJudha. Vakaenda kune rimwe dunhu reMoabhu vakamboita musha ikoko.

Rute 1 SCLB

Rute 1:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Murume uyu ainzi Erimereki, mukadzi wake achinzi Naomi, vana vake vachinzi Mahironi naKirioni. Vaiva vemhuri yekwaEfurati, vokuBheterehemu rokwaJudha. Vakaenda kune rimwe dunhu reMoabhu vakamboita musha ikoko.

Rute 1 SCLBD