VaRoma 9:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 9:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti aya ndiwo mashoko echipikirwa: “Panguva yakatarwa ndichauya, uye Sara achava nomwanakomana.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSCVaRoma 9:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti shoko rakapikirwa ndirori, “Nenguva yakaita seino ndichauya, Sara achava nomwanakomana.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002VaRoma 9:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti shoko rakapikirwa ndirori: Neŋguʋa yakaita seino ndicaʋuya, Sara ucaʋa nomŋanakomana.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949VaRoma 9:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBVaRoma 9:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD