Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 9:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 9:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Namamwe mashoko, havasi vana panyama vanova vana vaMwari, asi vana vechipikirwa ndivo vanonzi vana vaAbhurahama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSC

VaRoma 9:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndokuti havazi vana venyama vari vana vaMwari; asi vana vokupikirwa, ndivo vanonzi rudzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002

VaRoma 9:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndokuti haʋazi ʋana ʋenyama ʋari ʋana ʋaMŋari; asi ʋana ʋokupikirwa, ndiʋo ʋanonzi rudzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949

VaRoma 9:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLB

VaRoma 9:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD