Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 9:7 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 9:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uye nokuti zvavari vorudzi rwake, vose vana vaAbhurahama. Asi zvinonzi, “Kuna Isaka ndiko kuchatumidzwa rudzi rwako.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSC

VaRoma 9:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

navari vorudzi rwaAbhurahamu havazi vana vake vose; asi zvinonzi, “Kuna Isaka ndiko kuchatumidzwa rudzi rwako.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002

VaRoma 9:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

naʋari ʋorudzi rwaAbrahama haʋazi ʋana ʋake ʋose; asi ɀinonzi: KunaIsaka ndiko kucatumidzwa rudzi rwako.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949

VaRoma 9:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Havasi vose vechizvarwa chaAbhurahamu vari vana vaAbhurahamu asi kuti zvinonzi, “Zvizvarwa zvako zvichadaidzwa nomuzita raIsaki.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLB

VaRoma 9:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Havasi vose vechizvarwa chaAbhurahamu vari vana vaAbhurahamu asi kuti zvinonzi, “Zvizvarwa zvako zvichadaidzwa nomuzita raIsaki.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD