VaRoma 9:32 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 9:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seiko zvakadaro? Nokuti havana kuutevera nokutenda asi sokunge namabasa avo. Vakagumburwa neibwe “rinogumbusa.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSCVaRoma 9:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neiko? Nokuti havana kuutsvaka nokutenda, asi zvinenge namabasa avo. Vakagumburwa nebwe rinogumbusa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002VaRoma 9:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Neiko? Nokuti haʋana‐kuutȿaka nokutenda, asi ɀineŋge namaɓasa aʋo. Ʋakagumburwa nebge rinogumbusa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949VaRoma 9:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBVaRoma 9:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD