Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 9:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 9:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti ndinoshuva kuti dai ini pachangu ndaiva munhu akatukwa uye ndakaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSC

VaRoma 9:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu akatukwa, akaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002

VaRoma 9:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ndaiɗa kuti ini ndimene ndiʋe munhu wakatukwa, wakaparadzaniswa naKristu nokuɗa kwehama dzaŋgu, iʋo ʋorudzi rwaŋgu panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949

VaRoma 9:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLB

VaRoma 9:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD