Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 9:29 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 9:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvakaita sezvakarehwa kare naIsaya achiti: “Dai asiri Jehovha Wamasimba Ose akatisiyira zvizvarwa, tingadai takaita seSodhomu tingadai takaita seGomora.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSC

VaRoma 9:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Sezvaakamboreva Isayawo, achiti, “Dai Ishe wehondo asina kutisiyira rudzi, Tingadai takava seSodhoma, takaitwa seGomora.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002

VaRoma 9:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Seɀaakamboreʋa Isaya ʋo, aciti: Ƌai Ishe wehondo asina‐kutisiyira rudzi, Tiŋgaɗai takaʋa seSodoma, takaitwa seGomora.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949

VaRoma 9:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Sokufanotaura kwakaita Isaya achiti, “Dai Tenzi wehondo nehondo asina kutisiira vana tingadai takaita seSodhomu kana kuita seGomora.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLB

VaRoma 9:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Sokufanotaura kwakaita Isaya achiti, “Dai Tenzi wehondo nehondo asina kutisiira vana tingadai takaita seSodhomu kana kuita seGomora.”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD