VaRoma 9:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 9:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Isaya anodanidzira pamusoro peIsraeri, achiti: “Kunyange kuwanda kwavaIsraeri kwakaita sejecha regungwa, vakasara chete ndivo vachaponeswa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSCVaRoma 9:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaIsaya anodana pamusoro pavaIsiraeri, achiti, “Kana kuwanda kwavana vaIsiraeri kwakaita sejecha regungwa, vakasara ndivo vachaponeswa
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002VaRoma 9:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
NaIsaya unoɗana pamsoro paʋaIsraeri, aciti: Kana kuwanda kwaʋana ʋaIsraeri kwakaita sejeca reguŋgwa, ʋakasara ndiʋo ʋacaponeswa
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949VaRoma 9:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya anodaidzirawo nezvavaIsiraeri achiti, “Kunyange zvazvo vaIsiraeri vowanda sejecha rogungwa asi katsama kavo ndiko chete kachaponeswa
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBVaRoma 9:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Isaya anodaidzirawo nezvavaIsiraeri achiti, “Kunyange zvazvo vaIsiraeri vowanda sejecha rogungwa asi katsama kavo ndiko chete kachaponeswa
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD