VaRoma 9:24 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 9:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange isu, vaya vaakadana, kwete kubva kuvaJudha chete asi nokubva kune veDzimwe Ndudziwo?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSCVaRoma 9:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
iyesu vakadanwawo naye, tisingabvi kuvaJudha bedzi, asi kuvahedheniwo?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002VaRoma 9:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
iyesu ʋakaɗanwa ʋo naye, tisiŋgabvi kuʋaJuda ɓedzi, asi kuʋahedeni ʋo?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949VaRoma 9:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange iyesu takadaidzwa tichibva kwete kuvaJudha voga asi tichibvawo mukati mevechirudzi?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBVaRoma 9:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kunyange iyesu takadaidzwa tichibva kwete kuvaJudha voga asi tichibvawo mukati mevechirudzi?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD