Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 9:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 9:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kwete izvozvo zvoga, asi kuti naRabhekawo akava navana vomunhu mumwe uye baba vamwe, baba vedu Isaka.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 BDSC

VaRoma 9:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Hazvizi izvozvo bedzi; asi Rabhekawo, wakati ava nemimba kunomumwe, iye Isaka, baba vedu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SNA2002

VaRoma 9:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Haɀizi iɀoɀo ɓedzi; asi Rebeka ʋo, wakati aʋa nemimba kunomumŋe, iye Isaka, ɓaɓa ʋeɗu

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SUB1949

VaRoma 9:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hazvisizvo zvoga asi kutiwo Rabheka paakabata pamuviri pamapatya nomurume mumwechete tateguru wedu Isaki

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLB

VaRoma 9:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hazvisizvo zvoga asi kutiwo Rabheka paakabata pamuviri pamapatya nomurume mumwechete tateguru wedu Isaki

Pakurirana nevamwe
VaRoma 9 SCLBD