VaRoma 8:7
VaRoma 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti kufunga kwenyama kunovenga Mwari. Hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari, uye hakugoni kuzviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti kufunga kwenyama kunovengana naMwari; nokuti hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari; hakugoniwo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8