VaRoma 8:5
VaRoma 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vari venyama vanofunga zvenyama; asi vari vomweya, vanofunga zvomweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8