Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 8:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 8:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 BDSC

VaRoma 8:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti zvakarehwa nomurayiro zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SNA2002

VaRoma 8:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti ɀakarebga nomurairo ɀiitike matiri, isu tisiŋgafambi nenyama, asi nomŋeya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SUB1949

VaRoma 8:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLB

VaRoma 8:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLBD