VaRoma 8:39
VaRoma 8:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chimwe chinhuwo zvacho pazvisikwa zvose, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, rwuri muna Kristu Jesu Ishe wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chinhu chimwe chakasikwa, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, ruri muna Kristu Jesu, Ishe wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kana urefu kana kukwira mudenga kana udziki pasi kana chimwe zvacho muzvisikwa zvose chinogona kutiparadzanisa norudo rwaMwari rwuri muna Kristu Jesu Tenzi wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8