VaRoma 8:31
VaRoma 8:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino tichatiiko pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angatirwisa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino tichatiiko pazvinhu izvi? Kana Mwari achitirwira, ndianiko achatirwisa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ko zvino totiiko nezvakadai izvi. Ko Mwari zvaari kudivi kwedu, ndiani angatirwise
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8