Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 8:24 - Compare All Versions

VaRoma 8:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti mutariro iyi takaponeswa. Asi tariro inoonekwa haizi tariro zvachose. Ndiani anotarisira chaanacho kare?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 BDSC

VaRoma 8:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani anotarira chaanoona?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SNA2002

VaRoma 8:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoʋonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani unotarira caanoʋona?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SUB1949

VaRoma 8:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLB

VaRoma 8:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLBD