VaRoma 8:23
VaRoma 8:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwete izvozvo chete, asi nesuwo, vane zvibereko zvokutanga zvoMweya, tinogomera mukati medu tichimirira zvikuru kuitwa kwedu vana, iko kudzikinurwa kwemiviri yedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvisati zviri izvo bedzi, asi nesuo, kunyange tine zvibereko zvokutanga zvoMweya, nesu timene tinogomera mukati medu, tichimirira kuitwa kwedu vana, ndiko kudzikinurwa kwomuviri wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvisi zvisikwa zvoga asi kana iyesuwo tine zvipo zvokutanga zvaMweya, tinogomera mukati medu, tichimirira kuti titorwe savana kuri iko kununurwa kwemiviri yedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8