VaRoma 8:14
VaRoma 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti vose vanotungamirirwa naMweya waMwari, ndivo vana vaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vanotungamirirwa naMweya waMwari vana vaMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8